Kagande

Kubva Wikipedia

Kagande izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti kagande (hard clod, morsel) kureva chimedu.
  • VaGiryama vanoti kagande ka muhaso (pill) kureva piritsi.
  • VaGiryama vanoti muhaso kana muhi (medicine, remedy) kureva muti unorapa.
  • VaGanda vanoti kikande (a neglected garden or farm) kureva munda wakasiiwa.