Kachuta sezita

Kubva Wikipedia

Kachuta izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nolan Kachuta; Tariro Kachuta; Scholastic Kachuta; Kudakwashe Kachuta.
  • Karekare kwaive nemabhazi akanga akanyorwa kunzi Zvinamazuva imbwa yaKachuta.
  • KuProvince yeMashonaland Central kune nzvimbo inonzi Kachuta.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.