Svetuka kuchirochemo

Kaanza sezita

Kubva Wikipedia

Chiwanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Swahili neTonga vanoti anza (begin, start, set about something, found, compose).
  • Tonga vanoti anda (v. freeze; be strike by lightning).
  • Tonga vanoti anduka (v. be split). Mamwe mazwi: andula (v. split).
  • Tonga inoti andana kana andanya (v. separate). Mamwe mazwi: anza (v. found, compose).