KaLaptop

Kubva Wikipedia

Pakutanga pandainyora nhau idzi ndaiti ndiri kunatsa asi zvino mupfungwa nemoyo zvaramba kugamuchirika wena. Ini ndakazvinyora ndini ndabvisa nokuti mumoyo mangu ndaona zvisingawirirane netsika dzedu sevanhu uye neshoko raMwari. Anenge ada kudzorera chinyora zvako zvepfungwa dzako, vanobvunza vagobvunza iwe, vanotonga vagotonga iwe. Ini ndabuda munyaya yacho, handichada kuzvipamhazve.