Darejena

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJena)

Tarisai futi peji re Mazita e Nhangande uye Tafura ye rupoterera

darejena

Darejena (ku chingezi: silver) kana sirivha kutora izwi re chingezi, isimbi ne nhangande ye mushonga yakakosha. Simbi iyi inoshandiswa kugadzira muzvishongo zvinenge mhete, mari, chiringira nezvimwewo.

Chiratidzo che dare jena ndi Ag (kana dj, tikashandisa zita rayo mu Chishona chete), ine numeri ye atomu 47 painoiswa mu tafura ye rupoterera. Darejena ine huremu hwe atomu hwe 107.86. Ino nyauka ku 1234,93 K (961,78  ° C ) uye inofanza ku 2435 K (2162 ° C).

Tsananguro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita rekuti darejena riri kubva pakuti pachiVanhu tinoshandisa darejena kureva ruvara rwesimbi iyi. Semuyenzaniso kuti "Ndabayiwa nebanga darejena" asi hatishandisi darejena tichida kuti mwerechena zvichiratidza siyano yemavara aya.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Numeri ye atomu

Huremu hwe atomu

Chibuza che kunyauka (chibuza (point)[1]

Chibuza che kufanza

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Vashona, 24 Gumiguru 2019, "chibuza" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021