Jekera
Mataridziko
- Jekera (Small, tender, young pumpkin (added to spinach in much the same way as tomatoes) apa kureva nhanga dete rinochekerwa mumuriwo sezvinoitwa madomasi.
- Jekera (White band round neck of pied crow) apa kureva rupandi ruchena serwuri pamutsipa wegunguo.
- Jekera (Chew, making grinding sound as when sand or bits of granite are in the food) apa kureva kurumira padombo sezviya zvinoitika kana munhu adya mupunga une jecha kana tutombo.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
