Janhi

Kubva Wikipedia

Janhi kana Jani mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Yao vanoti jani kana lijani (baboon) kureva gudo.
  • Swahili vanoti mjani kana mjaani (widow) kureva chirikadzi.
  • Waalii vanoti jaanhi (v. default; negate; neglect or leave undone). Mamwe mazwi: jaanha (n. defaulter; defector).