Jakanya
Mataridziko
- Jakanya kana majakwanya (1. Intermingling crowd; 2. Many footprints or hoofprints; 3. Walk, many together, trampling undergrowth) apa kureva besanwa revanhu. Zvinokwanisa kureva tsoka kana matsimba akawanda panzvimbo imwechete.
- Jakanya (Abuse someone - raking up all present and past grievances) apa kureva kutambudza munhu uchimunetsa nezvinyunyuto zvanhasi nezvakare panguva imwe..
- Jakanya (Eat a large quantity) apa kureva kuromora uchidya chikafu chakawandisa panguva imwe. Kuchakanya.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
