Svetuka kuchirochemo

Iraki

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuIraq)
Republic of Iraqجمهورية العـراق
Rwiyo: موطني, "My Homeland"

Iraki (kureva Iraq, muChiarabhu: العراق‎ al-‘Irāq) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Iraki, inyika iri kuEzhiya ye Madokero. Yakaganhurana neSaudhi Arabhiya kuchamhembe kwayo, Turuki kumaodzanyemba, Irani kumabvazuva, Gahwi re Perusiya ne Kuwaiti kuchamhembechemabvazuva ayo, Jorodhani kuchamhembechemadokero uye Siriya kumadokero. Gutaguru rayo iBhaghadhadhi, vanhu veko vanonzi Vairaki kana Mairaki pahuwandu uye Mwiraki paushoma. Mutauro wechihofisi ndeChiarabhu.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni