Hwizha
Mataridziko
- Hwizha kana hunza (Game-pit) apa kureva gomba richerwa richiteyeswa mhuka dzesango.
- Hwizha kana pfimbi (Hole underground in which fruits especially mashuku are preserved, or matured).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
