Hwishu (Chipotswa)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hwishu chombo chino bhuruka chega chichiudzwa kwekunaga. Inogadzirwa nezvinhu zvina zvinoti, musorohondo (chinova ndicho chinoputika kana kuti bhomba racho), injini, chinangiso nechino bhurusta kana kuti chipapo. Hwishu dzino siyana siyana dzinenge pasi-ku-pasi, denga-ku-denga, denga-ku-pasi nepasi-ku-denga zvichienderana nemashandisirwo.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Hwishu pachiVanhu zvinoreva chinhu chinopotserwa kana vanhu vachirovana sokuti;

Vakatanga vachiwirirana vakazobva ipapo vava kukandirana hwizhu zvaburana.

Zvakafanana nepa chiRungu “the football team’s supporters started throwing missiles following a controversial decision by the ref"