Hwishu
Mataridziko
- Hwishu (ideophone of Cutting into short pieces - with knife).
- Hwishu (Big-headed prolific var finger-millet).
- Hwishu (Fawn (of smaller buck). kureva mwana wemhuka diki dzinenge mhembwe - vamwe vanoti tsvana.
- Hwishu (type of weapon).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
