Hwiringwindi
Mataridziko
- Hwiringwindi (Large entrance to termite nest). Akawira muhwiringwindi yegomba: he fell into a big termite hole.
- Hwiringwindi (Huge person). apa kureva mukwandari.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
