Hwangwaridza

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti hwangwaridza (interstice, narrow gap) rinoreva kamutswe kana kahwangwadza kadikidiki kari pakati pezvinhu zvakabatana kana zviri pedyo napedyo.