Hugugu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHwadzira)

Hugugu (feeling of teeth being on edge) bwadzira kana hwadzira zvinotaura zvinonzwikwa nemunhu mumazino zvikurusei kana adya muchero une tsongoro semazhanje, nyani, kana mango. Izvi zvinoitika kana wasvisvina tsongoro dzichigumha pamazino uchida kubvisa munyepfu wese wakabatira patsongoro.

Vamwe vatauri vanoti huziza.

Kuva nehuziza