Huzu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Huzu kana huzvu (rich powerful, influential person) kureva munhu akapfuma ane simba panzvimbo?.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mudhara George anozviona kunge huzu stereki.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaShambala vanoti nguzu (n. strength) vachireva simba.
  • VaShambala vanoti ana nguzu (he has strength) vachireva ane simba.
  • VaZigula vanoti nguvu (n. strength; power; force; energy; vigor; hardness) vachireva simba.