Svetuka kuchirochemo

Hunyong'o

Kubva Wikipedia

Hunyong’o izita rinopiwa zvinhu zvinon’ura zvimwe -acid pachirungu. Mienzaniso yehunyong’o ndeinoti suphuric, nitric, nyong’o (hydrochloric) nedzimwewo. Makare-kare simba rehunyong’o raitsanangudzwa richishandiswa mupimo unonzi pH scale unotangira pa 0 kusvika pa 14.

Tsanangudzo

Hunyong’o huri kubva panyong’o inoitika mudumbu memunhu inowanzoita kana munhu aine bhabharasi. Nyong’o iyi inozivikanwa kunzi ihydrochloric acid. Nyong’o haifanirwe kufananidzwa nenhengo yemuviri inodaidzwa nezita rimwechetero rekuti nyong'o kana kuti pancreas pachirungu