Svetuka kuchirochemo

Hunda

Kubva Wikipedia
  • Hunda (Horn musical instrument) apa kureva hwamanda.
  • Hunda (1. Meat of sacrum; 2. Small of back; 3. Loin of animal) apa kureva chisanasana.
  • Hunda (Dry cattle dung) apa kureva ndove yakawoma inonzi ndobwa kana ndohwa nevamwe vatauri.
  • Hunda sezita (a family name).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: hundem (all in all).
  • Hadiyya inoti xir hundam (all the time).



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.