Hora
Mataridziko
- Hora (1. Dynamite. 2. Hole drilled for the insertion of a charge of dynamite).
- Hora (Aimless high-kicking of football).
- Hora (Sourness e.g.from fermentation, 2. Very sour beer).
- Hora (1. Nearly ripe damba).
- Kutaura hora Provocative way of speaking) apa kureva pfocho. Kune zita remhuri rinonzi Nyahora.
- Hora (Oldish dog).
- Hora (Grown-up, elder, senior).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- BaKalanga vanoti buhwola (position of seniority; adulthood) kureva husharukwa hwemunhu.
- BaKalanga vanoti hola (elder, grown-up, senior) vachireva munhu musharukwa.
- Herero vanoti hora (n. perfectly ripe; matured; to become ripe or dry). Mamwe mazwi: okuhora (maturity, ripeness).
- Bushong inoti bayola (n. older ones). Herero inoti horora kana tyinyuka (to make public).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
