Svetuka kuchirochemo

Honde sezita

Kubva Wikipedia

Honde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Honde; Paul Honde; Yolanda Honde; Ruvarashe Honde.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaZigula vanoti honde (1. farm, farmland, gardens). Mamwe mazwi: mwana Honda kana wana honde (farmer/s) kureva varimi.
  • VaZigula vanoti mta kana wata (n. doer/s). Mamwe mazwi: Wata honde (farmers) vachireva varimi.
  • Sangho vanoti honde (v. hide, conceal, keep scret).