Svetuka kuchirochemo

Honde, Zimbabwe

Kubva Wikipedia

Honde inzvimbo yemupata uri kumabavazuva kweZimbabwe yakatandauka ichibva kwaMutare ichipinda muMozambique.

Kumaruwa eHonde kwakaderera uye kunopisa, nokudaro kwakanakira kurima tea ne coffee.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti honde (1. farm, farmland, gardens). Mamwe mazwi: mwana Honda kana wana honde (farmer/s) kureva varimi.
  • VaZigula vanoti mta kana wata (n. doer/s). Mamwe mazwi: Wata honde (farmers) vachireva varimi.
  • Sangho vanoti honde (v. hide, conceal, keep scret).