Svetuka kuchirochemo

Here

Kubva Wikipedia

Here izwi rinotaurwa pakupera kwemubvunzo. Pane dzimwe nguva here anotaurwa panotanga mubvunzo, zvikurusei nevanhu vakura kana nevadetembi.

  • Uri kuenda kubasa here?
  • Uri kuda kuroora musikana uyu here?
  • Here, here mwana uyu kunoparamura mhosva yakakura kudai mumusha matigere?

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]