Svetuka kuchirochemo

Hangaika

Kubva Wikipedia

Hangaika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Willard Hangaika, Magret Hangaika, Sailas Hangaika, Matthew Hangaika.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti kuangaika (v. to fasten up a lot of things) kureva kusunganidza zvinhu zvizhinji. Baila vanoti kuanga (to tie, bind, fasten) kureva kusunga.
  • Swahili vanoti hangaika (be excited/restless; be disconcerted/upset; be irresolute; be impatient; fig. rock, swing, caus. hangaisha. confuse, worry (someone)).
  • Swahili vanoti hangaiko (restlessness, excitement; worry; noise, commotion). VaDigo vanoti kuangaika (to wander around, to walk about) kureva kufamba-famba.