Hana (tsauranisa chirevo)

Kubva Wikipedia

Hana, HANA uye hana ishoko reChishona rinoshandiswa kureva zvinyorwa zviri zasiyo

Unhu (kana umorali)[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Umorali zvirikureva morality

  • Hana - kureva izwi romukati rinobva kumweya wo rumwene richikurairidza, ruzivo rwuri mukati medu kubva kunaMwari - conscience; inner-heart
  • Ruhana - kureva mweya wo rumwene; moyo womukati - soul; inner-heart

Moyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.