Kasulu-Kiha

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHa)

Kasulu-Kiha mutauro inowanikwa kudunhu reKigoma, Tanzania.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHa vanoti umwana (n. child) vachireva mwana.
  • VaHa vanoti ulukundo (n. love) vachireva rudo.
  • VaHa vanoti bhabha (n. father) vachireva baba.
  • VaHa vanoti aho (there) vachireva apo. Zvichida vanoisa h pane dzimwe nzvimbo dzinopinda p muChiShona.
  • VaHa vanoti umva (v. hear) vachireva kunzwa.
  • VaHa vanoti umuntu (n. human being) vachireva munhu.
  • VaHa vanoti ikintu (n. thing) vachireva chinhu.
  • VaHa vanoti tola (v. take) vachireva kutora.
  • VaHa vanoti gula (buy) kana guza (v. sell) vachireva kutenga nekutengesa.
  • VaHa vanoti umukulu (n. elder) vachireva munhu mukuru.
  • VaHa vanoti umulilo (n. fire) vachireva moto.
  • VaHa vanoti mbwa (n. dog) vachireva mbwa.
  • VaHa vanoti indya (n. food) vachireva chidyo.
  • VaHa vanoti londa (look for, find) vachireva kuronda.
  • VaHa vanoti icho (that) vachireva icho.
  • VaHa vanoti lila (v. cry) vachireva kurira kana kuchema.
  • VaHa vanoti tema (cut) vachireva kutema.
  • VaHa vanoti tuka (abuse verbally) vachireva kutuka.
  • VaHa vanoti mbolegwa (n. drunker man) vachireva mukorwi kana dhakwa.
  • VaHa vanoti nzila (n. way) vachireva nzira.
  • VaHa vanoti mvula (n. rain) vachireva kunaya kwemvura.
  • VaHa vanoti umugabo (n. man) vachireva murume.
  • VaHa vanoti kubona (to see) vachireva kuona.
  • VaHa vanoti kuseka (to laugh) vachireva kuseka.


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHa vanoti kola (n. work) vachireva kushanda.
  • VaHa vanoti nkoni (n. stick) vachireva chimuti. Ko zita rokuti Nyangoni?
  • VaHa vanoti mpene (n. goat) vachireva mbudzi. Kune mhuka inonzi mhene.
  • VaHa vanoti nzumba (n. rumours) vachireva makuhwa kana runyerekupe. Ko pane kutodzana nokuti Uzumba?