Gwivi

Kubva Wikipedia
  • Gwivi (extensive puddle).
  • Gwivi (1.Tough, hairless hide. 2. Animal with such a hide e.g. elephant). Rega kuvata mubvumburukatu, muviri wako unozova gwivi: do not sleep on a dusty floor, your body will become with a hide like an elephant's.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.