Gwerekwete
Mataridziko
- Gwerekwete kana magwerekwete (Antbear) kureva bikita kana hwiribidi.
- Gwerekwete kana magwerekwete (Good farmer) kureva murimi anogona kurima.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
