Svetuka kuchirochemo

Gwenga sezita

Kubva Wikipedia

Gwenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Mortia Gwenga; Ignatius Gwenga; Hlengani Gwenga; Gwenga Bukhay.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Gbeya vanoti gbeŋ (v. to be hot). Mamwe mazwi: gbeŋ fara (n. hot place).
  • Yangben vanoti kʷ≠ɛ̌ɲ kana kʷ≠ès–èp-è (v. heat).