Svetuka kuchirochemo

Gwasira

Kubva Wikipedia

Gwasira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Anesu Gwasira; Tineyi Gwasira; Omega Gwasira; Yolanda Gwasira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti kubwasira (to be raving drunk) vachireva kudhakwa zvekupenga.
  • VaTonga vanoti gwasilizya (v. support) kureva rutsigiro.
  • VaTonga vanoti gwasilizyo (n. interventions). Mamwe mazwi: zigwasilizya kana zigwasyizya (v. support systems).