Svetuka kuchirochemo

Gwaradzimba

Kubva Wikipedia

Gwaradzimba izita rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Arafas Gwaradzimba; Fadzai Gwaradzimba.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti kugwara (to write) rinotaurwa mururimi rweTonga richireva kunyora.