Gwara
Mataridziko
- Gwara (1. Example to be followed, 2. Policy). Vatungamiri pamwe nerudhende rwevanhu vose vanofanirwa kutevedza gwara resangano.
- Gwara (Track - especially of game animal, 2. game path. 3. Spoor).
- Gwara (Coward) apa kureva mbwende.
- Gwara mutauro unowanikwa ku Nigeria.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
