Guti
Mataridziko
- Guti kana makuti (persistent drizzle, thin shower, wet mist) zvinoreva mvura inorambonaya isingapi nguva yekukasa. Kana mvura ichipfunha seizvi kunonzi kuri kubvumba, kune mubvumbi kana kuri kupfunha.
- Guti (Flock e.g. of guinea fowl) apa kureva danga remhuka dzakadai sehanga.
- Guti sezita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Guti izita remhuri. Kuna Baba Ezekiel Guti vanotungamira Kereke yeZaoga.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
