Gurwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mukono weGurwe uchichema wakatarira mwena

Gurwe (cricket) imhando yekapuka kanowanikwa muZimbabwe. Makurwe anodyiwa nokunge akangwa.

  • Dumbuzenene (Young gurwe).

Tsumo[chinja | edit source]

  • Mucheri wegurwe mutevedzeri, mudimbidziri anorasa mwena. A digger of crickets follows it, the one who takes a short cut misses the hole.
  • Urombo hwamatede kuniwa nemvura makurwe ari mumhatso.