Guramatunhu sezita
Mataridziko
Guramatunhu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, richireva munhu akafamba nyika dzakawanda - akasvika mitunhu yakawanda.
- Vanhu vane zita iri: Solomon Guramatunhu chiremba wemaziso.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaMambwe vanoti kamala milundu (n. a person who has travelled extensively) kureva guramatunhu kana munhu akapedza (kusvika) mitundu yakawanda.