Gungwa re Pasifiki

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGungwa rePacific)

Tarisai futi peji re Gungwa

Gungwa re Pasifiki pa mepu ye pasirose

Gungwa rePasifiki (Nge. Pacific Ocean) ndiro gungwa rikurukuru uye rakanyanyo dzama pazvikamu zvishanu zvemakungwa eRinopasi. Rinotangira kubva kuGungwa reAkitiki kumaodzanyemba kusvika kuGungwa rekuChamhembe (kana, zvichienderana netsanangudzo, kuAndakitika) kuchamhembe uye yakasungwa nezviwumbe zveEzhiya neOstireriya kumadokero uye maAmerika kumabvazuva.