Gungwa reAtlantic

From Wikipedia
(Redirected from Gungwa Atlantic)
Jump to navigation Jump to search
Atlantic Ocean location map.svg

Atlantic ndiro gungwa rinoti Africa neEurope dziri kumabvazuva, North America neSouth America dziri kuMadokero iro riri pakati. Gungwa iri ndiro rakayambutswa Vanhu vemuAfrica vachinotengeswa muhuranda kuAmerica.