Svetuka kuchirochemo

Gumbarubiyana

Kubva Wikipedia

Gumbarubiyana (kureva confederation) kana Gumbarifedherari ishoko ridzva muChishona cheparizvino rakasikwa kuturikiriwa chinotsangurwa seboka renyika, masangano, kana vanhu vanenge vabatanapamwe nepamusaka perupanganhundu kana hutonganyika.

Shoko iri rakavambwa kusanganisa mashoko ekuti kugumba (kureva sunganisa, kuuya pamwepo) ne rubiyana[C 1] (kana rufedherari). Iro shoko rokuti rubiyana richibva pakuti mubiya senge kuti mubiyake zvichidero, (rinotodza hushamwari, vanhu vanofambidzana).

Zvisinei nechinyorwachino, kana paine rimweshoko rinoshandiswa kutsananguro chaduswa pazanhi rino ngaritsanangurwe rishandiswe pamusoro peiri.

  1. federation., "allied; together"., shoko rokuti rubiyana rabva pakuti "ubiya, mubiya" kureva munhu aneushamwari uye anowiriranwa naye.