Gudyanga

Kubva Wikipedia

Gudyanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ayiri Gudyanga; Florence Gudyanga; Delma Gudyanga; Blessing Gudyanga.
  • gudya kana gudu (ideophone of Swallowing noisily).
  • Kugudyaidza (Swallow liquid noisily).
  • Mwana akati bumhe gudya: the child gulped down the sweet beer.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti dlanga (n. Be overpowering; rage unrestrained; gain the upper hand, be too much for) vachireva kukurira. Muenzaniso: Sidlangile isifo kureva chirwere chavakurira.
  • MaZulu vanoti dlanga (Be in a temper, fire up, fume). MaZulu vanoti isidlanga (1. pneumonia, 2. Public gathering, meeting-place, court).
  • VaMaconde vanoti kuudyanga (to greet, salute, compliment). Mamwe mazwi: kudyanga (v. to recover; to improve).
  • MaZulu vanoti dlanga (Go very sour, go bad (of milk, beer, etc.). Sokuti: Sekudlangile, akusaphuzeki (It is now very sour and un· drinkable)).