Svetuka kuchirochemo

Govere

Kubva Wikipedia
  • Govere kana magovere (One who shares out at a distribution of meat or beer, etc).
  • Govere (Leader of choir or dance).
  • Govere (Host of zenda spirit).
  • Govere (Skilful hunter).
  • Govere sezita (family name).
  • Govere Son of Zimuto. Tovera dynasty. Masvingo a Govere

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Herero vanoti kovera (v. surround as a hostile army; to envelope, surround; encircle).
  • Herero vanoti kovera (v. to go around; to envelope, cover; hem in; close in; compass).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.