Svetuka kuchirochemo

Gotsi

Kubva Wikipedia
  • Gotsi kana makotsi (Subchief - jinda, 2. Councillor of chief).
  • Gotsi reMusoro kana Makotsi pakuwanda (Back of head. Occipital bone). Anowanza kutaura gotsi: he is always backbiting. Rega kufamba negotsi kana uchidarika mugwagwa. do not walk backwards when crossing the road. Pakuona chipoko akanzwa gotsi kuoma.
  • Gotsi (Child aged 2-4).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.