Gonyonhatu mutseyekwa
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuGonyanhatu mutseyekwa)

Muchidzidzo chePimanyika, gonyonhatu mutseyekwa (scalene triangle) imhando yegonyonhatu rine mativi ose ane nhambwe dzakasiyana uye gonyo nhatu dzose dzakasiyana. Hazvinei gonyonhatu mutseyekwa agara nedivi ripi anotaridzika seanorerekera (kana kuwandira) kune rimwe divi nguva dzose.