Svetuka kuchirochemo

Gon'a

Kubva Wikipedia
  • Gon'a (to be blunt) zvichireva kugomara kwechinhu chinocheka chakadai sebanga kana demo. Banga rakagon'a. Rega kugon'odza badza rangu padombo. Nzira yagon'a: the path has petered out.
  • Gon'a (1. Deny something to someone, 2. Refusing to give). Andigon'a sadza. He refused to give me sadza. Ndinokugon'odza nyama. I will not give you meat.
  • Gon'a (Lump or swelling on tree).
  • Gon'a (Unevenness of surface, e.g. badly made floor).
  • Gon'wa kana Chigon'a (blunted object).
  • Kugon'oka (get blunted).
  • Kugon'odza (1. Make blunt, 2. Refuse to give, 3. strike a hollow sounding blow).
  • Kugon'ora (1. Make blunt, 2. Refuse to give, 3. Strike a heavy blow on head - especially of snake).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.