Gikyode

Kubva Wikipedia

Gikyode mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gikyode vanoti afuru (n. foam) kureva furu.
  • Gikyode vanoti bangɛ (v. decide). Fananidzai nokuti kupanga mazano?
  • Gikyode vanoti birim kana pirim (adj. many. Fananidzai nokuti mbirimi - (Resourceful or Industrious person).
  • Gikyode vanoti gipini (n. mortar) kureva mutsi. Fananidzai nokuti mupini?
  • Gikyode vanoti gyisɛ (n. right) kureva rudyi.
  • Gikyode vanoti inan (n. four) kureva ina.
  • Gikyode vanoti kondɛ (n. elephant) kureva nzou.
  • Gikyode vanoti kpa (v. sweep) kureva kutsvaira.
  • Gikyode vanoti kpen (v. stain). Fananidzai nokuti tsvina?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gikyode vanoti amandɛɛ (n. mission/message) kureva chinangwa.
  • Gikyode vanoti ansi (n. eyes/face) kureva maziso kana chiso.
  • Gikyode vanoti asa' (num. three) kureva tatu.
  • Gikyode vanoti ataana (n. twins) kureva mapatya. Fananidzai nokuti tanhatu?
  • Gikyode vanoti bala (n. olive baboon) imhando yegudo.
  • Gikyode vanoti bufuli (n. leopard) kureva mbada.
  • Gikyode vanoti fuɛ (v. get lost) kureva kurasika.
  • Gikyode vanoti furu (v. boil) kureva kufashaira.
  • Gikyode vanoti fuuli (v. become white) kuita huchena. Mamwe mazwi: fuwan (adj. whitish).
  • Gikyode vanoti gara (n. wierd thing).
  • Gikyode vanoti gibɔyela (n. yam) kureva yamu.
  • Gikyode vanoti gifɔrɔ (n. pod) kureva gufu?
  • Gikyode vanoti gikan (n. chest) kureva chipfuva.
  • Gikyode vanoti gikotoo (n. snail) kureva hozhwa.
  • Gikyode vanoti gikɔrɛ (n. drum) kureva ngoma.
  • Gikyode vanoti gikpalɛ (n. proverb) kureva tsumo.
  • Gikyode vanoti gikyandɛɛ (n. ruins) kureva matongo.
  • Gikyode vanoti gilongo (n. disposable basket made from palm branches for carrying things home from farm). Fananidzai nokuti chirongo?
  • Gikyode vanoti giwolɛ1 (n. hide of animal; cloud) kureva dehwe kana gore.
  • Gikyode vanoti gulun (n. falling) kureva kuwa.
  • Gikyode vanoti giwɔrɛ (n. penis). Mamwe mazwi: giwɔrɛbi (n. testicle).
  • Gikyode vanoti gumu (n. head) kureva musoro.
  • Gikyode vanoti gyoono (n. dog) kureva mbwa.
  • Gikyode vanoti iperen (adj. clear) kureva kujeka.
  • Gikyode vanoti kanwa (n. mineral, chemical) kureva mushonga.
  • Gikyode vanoti karawoo (n. breakable dish) indiro inopwanyika.
  • Gikyode vanoti kooni (n. red duiker) kureva mhembwe tsvuku.
  • Gikyode vanoti korogoto (adj. completely). Fananidzai nokuti gorokodzwa?
  • Gikyode vanoti koro (v. be different) kureva kusiyana.
  • Gikyode vanoti murufu (n. type without horns) kureva njuma.
  • Gikyode vanoti nsana (adv. middle) kureva pakati.
  • Gikyode vanoti nyoro (n. body) kureva muviri.
  • Gikyode vanoti sika (n. money, gold) kureva mari kana ndarama.
  • Gikyode vanoti sindi (adj. near). VaNdau vanoti pasinde kureva pedyo.
  • Gikyode vanoti sono (n. seven) kureva nomwe.
  • Gikyode vanoti suɛɛ (v. transplanting) kureva kudyarura.
  • Gikyode vanoti tala (v. reward) kureva kututsa.
  • Gikyode vanoti Wurubuaarɛ (God) kureva Mwari.