Svetuka kuchirochemo

Gezi

Kubva Wikipedia
  • Gezi kana damba (Annual diffuse herb: Commelina africana & benghalensis).
  • Gezi sezita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGwere vanoti igezi kana magezi (n. 1. thought, idea, mental construct; 2. wisdom, knowledge, intelligence) kureva mifungo kana huchenjeri.
  • VaGwere vanoti magezi okwesiba (v. Metaphor. be perplexed, puzzled, stuck, baffled). Mamwe mazwi kyʼamagezi (adj. sensible, judicious, astute) kureva chehuchenjeri.
  • VaGwere vanoti kusala amagezi (v. Idiom. troubleshoot; think creatively or carefully through s.t. in order to work out a solution to a problem).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.