Garakara

Kubva Wikipedia

Garakara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yvonee Garakara; Muchaneta Garakara; Tadiwanashe Garakara; Daniel Garakara.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWaalii vanoti garagara; ganagana (adj. variably). Mamwe mazwi: bung garagara (adj. varied - full of changes).