Ganza sezita
Mataridziko
Ganza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mazwi ari pedyo: Makanza sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSangho vanoti ganza (n. circumcision).