Ganya sezita
Mataridziko
Ganya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Simbarashe Ganya; Ivy Ganya; Chipo Ganya; Lana-Jolakazi Ganya.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Lela vanoti gà̱nyá (n. communal labour/workers, working together).