Gaka

Kubva Wikipedia

Gaka kana gachika chirimwa chino wanikwa munyika dziri kuchamhembe kweAfrica dzinoti: Zimbabwe, South Africa, Namibia, Botswana, Zambia, Mozambique, neAngola. Muchero uyu unonzi horned melon kuEnglish. Mhando inonyanya kuwanikwa muZimbabwe ndeiya ine minzwa. Kune dzimwe mhando dzakasiyana kusanganisira iya inonzi haka ino wanikwa mudunhu reManicaland. Haka yakasiyana nemamwe magaka nekukura kwayo. Inokura kuenzana nenwiwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Dariro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]