Svetuka kuchirochemo

Fundira sezita

Kubva Wikipedia

Fundira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti ku funda (to skin an animal, to cut up an animal) kureva kufuna.
  • Baila vanoti ku fundila (to skin or cut up for) kureva kufunira.