Svetuka kuchirochemo

Feli Nandi

Kubva Wikipedia

Felistas Chipendo anozivikanwa nezita rake repasteji rokuti Feli Nandi, msezamhanzi wechiZimbabwe anoita zvokuyimba uye mutaruri wezvipfeko.

Feli Nandi akatanga nekuyimbi muboka ra Mbeu rainzi Mhodzi Tribe makore maviri, achirimo akatanga kuyimba pachake akabuditsa nziyokata tanhatu.

  1. 2021 - Feli Nandi
    1. Kukurumidza
    2. Dai
    3. Ndibateiwo
    4. Mashoko Angu
    5. Tora Mari
    6. Munhu Wangu
    7. Ndiri Chiiko
  2. 2022 - Izwi
    1. Ndakareva Wani
    2. Izwi
    3. Moyo hauudzirwe
    4. Mufaro
    5. Ndizvo Here
    6. Changamire
    7. Hossana
    8. Ariko Here